THE UNDERSTANDING SIDE CHICK🤭: TINASHE MUGABE DNA SHOW S21 EP39
Video Overview & Insights
Welcome To The Closure DNA Show
Barika rechinherera chaiko Apa kushaya 500$ yekuita ma Pvt DNA, ndezvekushaya izvi
The Platform Of Realities!!!
Paternity DNA Testing
Ucharohwa namaiguru pavachakubata
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: https://instagram.com/theclosurednash
kiss ingori 'SOP' hakuna dhibi remhuru..vanhu hatingati kiss yashata ipo pane mwana bambo avo kana vachida barika ngavachiita zvinofana kuitwa zvobuda pachena
...
Facebook: https://www.facebook.com/theclosuredn
Did she just snub maiguru haa vese vari 2 no humbleness at all barika iri harimbofambe na mainini vasiri humble
...
TikTok: https://m.tiktok.com/h5/share/usr/700
Kutoongoita barika uyu official
...
—————————
😂😂😂 vanamainini tiriko gamuchirai zvese vanagules 😂😂😂
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our YouTube Channel: https://youtube.com/channel/UCn2d-FKT...
https://www.youtube.com/@theclosurednashow
DNA yacho zvayakutokurudzira chihure. What you did wasn't necessary Tinashe. You have paved way kumurume kana anga achitya kuudza mkadzi nezvebarika watorerutsa ndima yake nekt akutoti kunamaiguru watch the show. Its not fair at all. Uchaita kt vanhu wasafaire show yako manje.
More User Perspectives
dai anzi mwana haasi wake maiguru vaifara futi so ndikoko
@terrymazwi215At the end of the day man will always chose themselves . Zvinonakidza uchiita mumwe
@Mukundi55mmmmmm not good i pray maiguru will find peace havo vasiyane nekushungurudzwa na baba ava
@CuisineSpicesThe kiss was unfair
@Lesedi3578This is not it Tinashe...the kiss is an insult to the first wife.
@thandybhebhe795Why did tinashe make them kiss ko maiguru vanonzwa sei. Am disappointed ne endorsement yechihure
@ChildofGod619Tinashe hausi wakuzvinyanya here ??
@VICTORIA-o2rI hate mahure apa paisatoda kiss ... kiss ndeyei kuhure
@LydiaGomani-x5pVaMugabe munoti murume wemunhu kiss side chick hamuoni muri kurudzira chihure here.
@munyaradzidailychikumbirik7260Nhasi ndarwadziwa to the promax .lm a woman too shuwa pain yacho haiperi for life. Apa mainini ava vava kutozoita manyawi kuti takakisana patv.shuwa chihure at its best
Miswa Tinashe iwe haudaro
Zvekuzokisa zviri safe here gyz kkkkkk ko mukadzi kumba kiss arikuiziva here
@NgonidzasheForoma-z8kMaiguru mavauraya nebp veduweee uuuu mkoma Tinashe pakiss Dai maregedza apo
@TalentChamunorwa😂😂😂😂Yohwe ndirini waiona mabag ako ari mucorner aka kumirira😢😢😢😢
@BelindahKaseke-y7jMukoma Tinashe, donzvo rechirongwa chenyu kuvaka mhuri. Semawonero angu kana vanhu vaine mwana vose asi vasiri murume nemudzimai zvakanaka kuti mupe ruremekedzo rwetsika dzedu. Vaviri vabuda pachena kuti havasati vave officially husband and wife saka zvakanak kuti mungogumira pakuvapa maresults. Nemawonero iwayo kana zvichibvira ipai zvekare ruremekedzo kune vaya vanenge vave munedzimwe wanano asi vakaita vakaita mwana vose, kubva pakuvagarisa uye mibvunzo yakadzika yemafambidzirano avaiita zvinoda kupa ruremekedzo kuvadiwa vavo vanenge vachizowonawo. Mwari vakupfuudzei mberi muhuchenjeri nenyasha.
@GraceNyakabwiDon't promote Chihure Tinashe VakaMisha, Kuna Maiguru with 4 kids kumba!!
@tobiaswashaya8495Is this guy Tinashe fine in head truly speaking they are not married wakuti vakisane shuwa mwari ave newe .where you born from a second mother
@DianahMapfumoBecause of the comments im nolonger interested to finish this episode 😢
@nomsajanetdeka9908Dai makatoita henyu private dna pane kuita zvinosvodesa kudai mxm mazipenzi ☹️
@KwaNheteMarwadzo kunamaiguru
@ottiszwinyemba3692The good thing is maiguru vanogona vasitorina data saka BP haikwire ipapo ipapo. Probably maiguru vatori nekambudzi kuKapiri.... 😂
@TawananyashaMapfumoPakuzo kisisa vanhu relationship isati yanyatso approved namaiguru I think was bit off topic
@KuraiMutema-dx1svTinashe Shona yauri kuda ndeyekuti kurova shiri mbiri nedombo rimwe chete
@AllettaMazhambeVamugabe miswai kiss yei pa side chick maiguru vachauya vachiona . Mainini vanodika havo asi kungoti ku share murume haisi nyore 😂
@tsitsimunzwangewenyu8074Eish, I feel for maiguru, semunhukadzi I understand the pain. Varume denga muchaita rekugugula
@sanelefukutwayo1243Yeah kiss to an official wife what are we saying promoting chifambi😮
@augustinebikaiKiss yacho rimwe rinonhuwa Romo chete
@BeatriceChikomo-c7h4yKapiri nhengu Kazangarare
@donaldmurota6132Nhasi masmall house ese tikukuonai mucomment section 😂😂😂 unobva wangoona wega KT iyi ismall house chete iyi.....nhasi pabhaizika Mr Mugabe sevakadzi 💔
@EdithDuveAdverts ma1
@takesurejori9277Nhaimi murikungoti kiss yambonyanyo shamisireiko than murume arikunoita chihure asina kudzivirira okuunzira vana neaids zvese..
@LindahGutura-l7bNdiyaniko akavimba nemurume akasanyadziswa
@Mr_Universe-g3gTinashde ita hunhu, zvemakiss izvo zvakadhakwa especially nebackground iripo on this case
@Reg.0104Apa baba mabhaiza maifanira kuramba kiss kuremekedza hama dzemukadzi mukuru uye maiguru vachaona show iyi
@VimbaiKutekwaMoyo wangu wadambuka ini 😊
@VimbaiKutekwaWatochatiswa😂😂😂😂wuriii
@CharityMachado😂😂😂😂Comment section munondinakidza hangu murikunzwa hasha dzekurova VaMugabe vakwana vanhu vachidanana here
@giregrace317Not nice madarirei
@marthangwaru6337Nhai mudhumeni madirei kurwadzisa mukadzi wenyu wamagara naye makore kumuitisa vana 4 mukuzoti mainini officially anywe lets hope muchagona kuchengeta madzimai enyu 2 nevana venyu 5 sorry kunamaiguru i no its painfully
@primrosetinashematinyarare1110Kunenge kwauuya manning ve chidiki 49 ne35 hanzi ndomudira mafungiro ake ana rules rongekai mudzimba umu
@LizTaps-mj1ctKamurume kamusoro bhangu chaiko ungasimuke kukissa side chick nyika yakatarisa ko vana vako uri kuvadzidzisa chii
@Tamupiwanashe4107Zvakawoma hazvo zvatinosangana nazvo sevanhu kadzo
@MemoryDzorwa-xq5htKana ndakamborwadziva ndarwadziwa kusvika pekupedzisira chokwadi here Here mukadzi arikumba imi ku kisana ne side chick yenyu jekerere nyika ichiona apa Maiguru varimurima kumba hamuna kuvaudza Baba imi kana mukadzi wenyu asiri kuzvifarira zvebarika dai mamu respecter mazvinzwaka mandi BHOHWA zvekuti Coz handi supporte Chipfambi
@JenniferBomba-l7vTinashe ndiye aita seyi? If you as first wife decide to stay pazvinhu zvakadayi, wabvuma barika. If first wife can not stand for what she is worth unotambiswa nhova. Women should learn or perish!!!
@patiencechideudhliwayo8089